A.F.M Of Zim Rehoboth Assembly Rutenga
02/01/2022
Glory to God
Mapisarema 9 vs 1-2 Munyori arikuvimbisa Mwari zvaachava itira kumberi. Arikuti" Ndichavonga Jehovah nomoyo wangu wose; Ndichaparidza mabasa enyu ose anoshamisa"
Munyori arikuvimbisa Mwari kuti iye nezvake zvose vawirirana kushumira Mwari zvemhando yepamusoro soro. Achavarumbidza nezvose zvinorumbidziswa nazvo eg : nziyo etc.
Y munyori azvipira kuita chinhu chakadai? Haasisina pfungwa yenyama mkati make, arikuti zvekare zvose zvapfuura Jehovah ndini mhare rangu. Ndimi zvose zvandinoda kuti ndirarame. Arikuti nyika hongu ndirikurrama mauri asi iwe haugone kurarama mandiri.
Hama dzangu ngatisvitsaurirei nhasi Nzira dzatinoda kufamba madziri.
Y munyori avimbisa asina kungozvizivira mumoyo?
Kana munhu wavimbisa unosungirwa kuzadzisa zvawavimbisa, saka munyori arikuti kana ndaita chitsidzo ndichagara ndichirangarira zvandakatsidza naizvozvo, achagara arimuchitidzo hukama hwake raMwari hawaizoresveka, asi dai akangozvifungira pasina chitsidzo zvaingova nyore kuti akanganwe nezvaMwari. NB asi kana watsidza chizadzisa nekuti kurega injodzi inopfuura rufu
Vs3 -8
Munyori arikutsanangura kunaka kwaMwari pamusoro pekuparadza mwavavengi vake, nekururamisirwa mhosva dzake. Arikutsanangura zvakaitirwa vaya vasina kutenda Mwari.
Y munyori arikutsanangura zvinhu izvi?
Munyori arikufara nekututi Jehovah vakaisa vavengi vake pasipake.
Izvi zvinogoneka chete kana munhu azvadzisa zvatsvanangurwa pa VS 1 - 2 pamwechete nekuva nehukama hwakana naMwari.
Kana tikafamba naMwari zvakanaka tichapupura mabasa waMwari makuru muhupenyu hwedu sezvaitwa nemunyori VS 3 - 8
Vs 8 - 10
Munyori ataridza zvizvaitwa na Jehovah kuvanhu kuvanhu vake vanomuda. Ati " Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira"
Arikutaridza kutendeka kwaMwari uye kuti Mwari havasaruri vanhu asi vakatendeka Kunevanovada. Mwari havarase Vano

: Vs3 -8

: Vs 8 - 10

Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the place of worship
Telephone
Website
Address
Rutenga
25/06/2023