Hatcliffe Community Newspaper

Hatcliffe Community Newspaper

Share

09/06/2026

🚨 MUKANA WEVECHIDIKI PAHATCLIFFE! 🚨

Maswera Here ,NdineHurombo kukuzivisai kuti Chirongwa chaifanirwa kuitwa musiwa 10 chikumi chavakuitwa musiwa 11 Chikumi ,vechidiki vane makore 16-24 mukukurudzirwa kuti murambe henyu muchiregister mubatsirikane neruziva Rwemabasa

Vabereki neVachengeti, makadini henyu?

Pane chirongwa chakakosha chekudzidzisa vechidiki vane makore 16 kusvika 25 pamusoro pehunyanzvi hunodiwa pakutsvaga mabasa, kunyora CV inobatika, kugadzirira mainterview, kuvaka chivimbo, pamwe nekuziva maitiro akanaka ekushanda.

📅 Zuva: 11 Chikumi 2026
📍 Nzvimbo: Hatcliffe Community Hall

Chirongwa ichi chiri kuitwa ne Dialogue on Shelter ichitsigira Hurumende yeZimbabwe mukusimudzira nekugadzirira vechidiki mikana yebasa neramangwana riri nani.

⚠️ Musarega vana vachingogara mudzimba! Vakurudzire kupinda muzvirongwa zvinovaka hupenyu hwavo, zvinowedzera mikana yavo yekuwana mabasa uye kuzvimiririra muhupenyu.

⏳ Kunyoresa kunopera musi wa10 Chikumi 2026.

📞 Kuti munyorese kana kuwana rumwe ruzivo, bata: Mr Zinhoro – 0772 483 011

NB: Zera rinotenderwa: 16 – 25 years

Information brought to you by the Media, Information & Publicity Department of Big Heart Association of Zimbabwe (BHAZ).

08/06/2026

Sports as a tool to fight Early marriages and drug & substance abuse

Join Us On the Youth Voice, A Platform for young people to talk about issues affecting them ,Opportunities ,Community Development etc

If you are a young person looking for a platform to share your Story don't hesitate to reach us on 0773848003 [Big Heart Association of Zimbabwe]

03/06/2026

OPPORTUNITY!

🌟 JOB OPPORTUNITY – SALES & ADMINISTRATION ASSISTANT 🌟

Are you a bubbly, energetic, and creative woman or young lady looking for an exciting career opportunity?

We are seeking a Sales & Administration Assistant to join our growing team based at Bond Shops, Mt Pleasant, Harare.

Requirements:
✅ Bubbly and confident personality
✅ Computer literate
✅ Creative and proactive thinker
✅ Able to work under pressure
✅ Self-starter with minimal supervision
✅ Good communication and customer service skills
✅ Ideally resides in or can easily commute to Mt Pleasant

Key Responsibilities:
• Assisting with sales and customer inquiries
• Administrative and office support duties
• Managing communications and records
• Supporting marketing and business development activities

📍 Location: Bond Shops, Mt Pleasant, Harare

📱 How to Apply: WhatsApp your CV to: 071 978 7038 or 077 515 9352

⏳ Apply now and become part of a dynamic and creative team!

Share the post FORWARD TO YOUR FRIENDS & FAMILY

Want your business to be the top-listed Media Company in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Website

Address


Harare