Zimdancehall Guhwa
04/03/2024
ZVICHANGOITIKA . . . Any'ura achiita zve'manjuzu'
Murume ane makore 32 okuberekwa, Tapiwa Makunungunu, wekuGlen Norah C, muHarare, akany'ura mudhamu rekuStone Hurst Farm, kuSomerby Area, pedyo kuSnake World, nezuro masikati achiita zvemanjuzu nevamwe vake. Mutumbi wake waburitswa nhasi masikati ano nemapurisa ekuchikamu cheSub-Aqua Unit. Hama dzake neshamwari husiku hwadarika vakarara vachiridza ngoma nembira vachifunga kuti achabuda mudhamu umu ari mupenyu. Zvakawanda zviri kutevera. - Mifananidzo naKingstone Mapupu
04/03/2024
Tikumboda collabo Pana Ana mukoma ava…
04/03/2024
Nyora shoko rimwe panyaya yekurohwa kwa Holy Ten ku Zvishavane.
04/03/2024
Shinso Deserves To Be The Brand Ambassador For Delta Beverages
01/03/2024
DJ Fantan caught up with celebrity football star Khama Billiat at the Unveiling ceremony at Hearty Stadium. Khama now officially unveiled as YADAH FC player.
📸 Fantan Dweet
01/03/2024
Whose making noise in the streets Bagga or Saintfoew
29/02/2024
NEWS>>>Sir Wicknell speaks on social commentator Shadaya Knight. Hanzi dai asingatuke vakadzi aidai atengerwa Aqua yake na Sir Wicknell
29/02/2024
Sir Wicknell speaks. Hanzi ukaona munhu ane ka Aqua chingovhura door upinde anokusiya kwauri Kuenda nekuti haisi mari yake, 😂
28/02/2024
So the song DaRuler HKD- Mambokadzi maFireSister that I recently did on the Nashtvzimbabwe Pandemic Riddim was inspired by all Zimbabwean ladies from all walks of life who have have taken it upon themselves to work hard for survival against all odds. No matter how big or small your hustle may look like, you are all winners in my book. Lets click, share the link below and motivate each other to keep winning.
Tinashe Mutarisi
Rich and Famous
ZimCelebs Official
Freeman HKD
fans
https://youtu.be/yJgcyPzFTtc
28/02/2024
En-route || Mbida D, Ndunge Yut & Pumacol are on their way to UK for the Dzemudanga Zimdancehall Explosion concert.
27/02/2024
Millionaire blessed Jah Bobo with a brand new toyota Aqua
27/02/2024
Chikomana chazongoti regai nditaure paruzhinji, changa chane nguva chichi kuvarira mukati😂 Check our next post for video!!!🚴♀️
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Address
Harare