Patrick Dongo Sweet stories
Hongu mukadzi wa Lot tinomu shoora nekuti akazo cheukirei akazoita bhonzo remunyu . Asiwo chifungaiwo kuti dai varume vaveko mazuvano ava vaive mugroup raiva na Lot riya munoti pane aibuda ipapo ? Even now kuchurch kwandiri kuenda vanongo reura zuva nezuva heee ini ndoreururawo kucheuka magaro kkkkkk. Ko kana uchimbo cheuka garo ko chinhu chausina kuudzwa kunzi chii, uri kunonzi usacheuka chete.Bvaa nzvimboyese yaisara yangova salt chete kaa. Imika ,mungazoti Pat anepa muromo . Good morning guyz ππΌππΌππΌππΌ
Ok part 2 nyaya.. Ndakazoroorwa vo baba mukuru vakadya Mari yose voga saka Amai vangu vanechigumbu hazvizondiaffecter hre veduwe sezvo Amai vachinzi vanengozi.. Bmukuru ava vakatofa but pfuma vakadya yese Amai vangu Havana kana cent ravakavapa.. Ini semunhu akachengetwa handina kuda kuzvibvunza semwana saka Amai vanozvitaura musi yose.. Ndotsvaga ini hre Mari ndovapa kana kuti bcse zvinotondishungurudza
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Telephone
Website
Address
Napoleon
Rustenburg