Sha ylet

Sha ylet

Compartilhar

16/05/2024

"Saka wofamba mushe,ini handichakusvitsa kure"
Inodaro perfume yako uchibuda pa gate🙆‍♂️

Sha ylet Public figure

14/05/2024

Follow to follow guys, let's go and follow

14/05/2024

Anyone ane love and patience andidzidzisewo ku monitor page kwacho veduwe
I'm begging

14/05/2024

Paunenge uchiti ndimbobikirawo vana tea ne chingwa vana vachitanga kudya wechikwereti achidviiawo 😭😭😭😭 zvinhu zvakaoma guys tinzwisiseiwo

11/05/2024

Inini ndiripakutsvaga guys ndikakupa follow ukasandipawo yako, I will be back to collect mine 🤣🤣🤣🤣

10/05/2024
10/05/2024

In these 2day I already have 32 followers, huyaiwo munhongane ipapa,munozoti ndakaomera kkkk let's go guys tifambirane netime

10/05/2024

Waizviziva here kuti guhwa rinokushaisa peace ✌️

10/05/2024

Mivhunzo nhando kkkkk

10/05/2024

Nazvikwereti zvandinazvo handina imwe option than kunamatira hondo itange 🏋️

09/05/2024

Thank you so much guys nekunditeverawo, makandikoshera!!!!

08/05/2024

Zvino towigura nekunopisa here guy's!!

Quer que o seu figura pública seja a primeira Figura Pública em Tete?
Clique aqui para solicitar o seu anúncio patrocinado.

Categoria

Entre em contato com a figura pública

Telefone

Website

Endereço


Tete