ProScripts Publishers

ProScripts Publishers

Share

Photos from ProScripts Publishers's post 02/12/2025

For fans of Abel mauchi official , we are pleased to announce the release of his latest publication "MAFASHAMU ENHETEMBO". This book marks his first solo authored work, showcasing his poetic oeuvre. It has been published by ProScripts Publishers, a publishing house making its debut in the literary arena. Grab your copy today from ProScripts Publishers.

24/01/2024

MOYO MUTI (Shona Novel) written by Nyasha Chasemwa, published by, ProScripts Publishers ,

Majaya maviri, Zura naNyenganyenga, vekunyikwa yekwaMutemachani, vakaenda kunyika yeChiruja kwaitongwa naMambo Magen'a apo vainotema ugariri pamba paVaNhundire, kuvakunda vanoti Muchandida naShorai. Izvi zvakarwadza mudzimai waVaNhundire pamwe chete naMambo Magen'a nokuti vaviri ava vaida kuti Muchandida aroorwe naNhowa nevanji waMambo Magen'a. Zvadaro, Mambo Magen'a vakaronga zano raive neuchenjeri, rekuti vaparadze Zura, kuti mukorori wavo Nhowa, ave murimi wegombo iri. Pakazoitika mashiripiti anokahadza kuti zvakadai zvingaitika here pakati pevapenyu, asi zvakatoitika mufunge. Kutema ugariri kune madzudzo mazhinji anosanganikwa nawo sezvamuchanzwawo mubhuku rino, Moyo Muti.

Get your copy today!!!

Want your business to be the top-listed Shop in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address

Cnr Robson Manyika And Julius Nyerere, Nialis House Building, 2nd Floor Eastern Wing, Office 5
Harare

Opening Hours

Monday 08:00 - 16:30