ZIM Single parents.com

ZIM Single parents.com

Share

16/01/2026

Pachiine vanhu here pano or ndasara ndega?

27/12/2025

Vapererwa negore vari Single simudzai maoko tiverengane

03/12/2025

Bro to Bro :
If your woman period comes at different date every months, she’s cheating on you.

22/11/2025

Saka gore rotopera uri single?

27/07/2025

Maomero aita zvinhu zvaakuda k*ti mkadzi angwavhe ngwavhewo neku side murume achitsvagawo nekwake. Varume mazuvano havachada mukadzi anenge bhara anoswera akangogara. Rikasapushwa harifambi

ZIM SINGLEparents👩‍👧‍👧👨‍👦.com 23/07/2025

https://chat.whatsapp.com/CoSK9728Hp7LR9ZgGugzDG?mode=ac_t

Accident yakaitika nezuro pakafa vanhu 17 yandipa kunzwisisa k*ti hupenyu huno hausi hwedu. Most of us everyday tinofamba munzira idzodzi dziri kufira vamwe tichidzoka kudzimba. On that day ava 17 vakatobudawo mudzimba vachitarisira kudzoka kumhuri dzavo semazuva ese asi vese vakakundikana. Vamwe vanga vatosiirwa sadza kudzimba vamwe vafona k*t isai mvura ndoda kusvika ndichigeza. Asi zvikakona.
Unombo fungisisawo here k*t dai uri iwewe waivewo mumota iyi zviripapi ryt now??. Kangani uchikwirawo makombi muchito pesana nawo magonyeti auraya vamwe aya?? Kangani uchibuda mumba usina kana kunamata asi Mwari vachingoku chengeta zvakadaro? I know nyika iripakuchema asi imbotora mukana n reflect on your life. Imbotarisa nzendo dzawafamba nenzira dzawapinda nadzo umboona rudo rwaMwari mu life yako. Ungave usinawo hako zvimwe zvikwanisoro asi Mwari vanokurwira life yako. Hauoniwo here uyu uriiwo mukana wek*t unzwe kuda Mwari wako zvakawedzereka?
Ndichitaura kudai umwe utori mukombi or paroad. Urikuziva sei k*ti kwauri kuenda kwakamirasei? Umwe wabva uku ukatosvika uku. Ko ukambotorawo nguva diki zvayo yekungo tenda Mwari nekukurwira iwe nemhuri yako. Ipapa unavo vana vanokwira mota everyday.
Mudikani tora mukana uno ugadzirise ukama hwako ne akakusika. Nek*ti hapana anoziva musi nenguva. Ava vaenda hapana aimbozvifungira k*t nhasi tichange tisiinawo panyika (MTSRIP). Dai Mwari vatiwanirawo nyasha tadzidza kugara tichivanamata nguva dzose.
My prayer today is that..
*May God protect u and your fmly mukupinda nemukubuda.*

*May His Grace locate u*
In Jesus name 🙏

ZIM SINGLEparents👩‍👧‍👧👨‍👦.com WhatsApp Group Invite

Want your public figure to be the top-listed Public Figure in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address

Harare