FLey D Official
01/08/2025
Wosukwa
21/06/2025
Fley D live in Mutambarico 25 June Ngatisanganei mutambaricowesse
07/05/2025
Dzidzai zvakawanda
Follow me
15/04/2025
Tavakuzvitangidza zvinnhu zviya
1_ ndiri gheto difender. /2_ paurombo _ /3 Mukukura kwangu/4_R.l.p Terry G. Ndobudisa title yap guys please help me ne sarudzo
04/03/2025
My Album Ini Mukukura kwangu amai wee ndakaona zvakawanda amaiwee zvimwe naasiri jah jah. zvimwe zvaitoda kundikwadza amaiwee tsaona yandakatamba ndaisadziva ndichadzonyora tsamba but nekuda kwake Jah jah mundiro ndosiaosadza amaiwee
Album rapera nyasi vanorida siyai Number kana kuti kuenda pa YouTube rakanzvi Fley D Chairman
Click here to claim your Sponsored Listing.